Jah Master finally Apologizes for kicking a fan at his recent show in Chinhoyi
The hello mwari hitmaker was all over social media after a video of him giving a flying kick to a fan who was dancing to his music on stage at his recent show in Chinhoyi circulated online. A lot of people including his fans were disappointed by his actions and showed their dissatisfaction on social media with some calling for the artist to apologize while others were going with the hashtag #Jahmastermustfall. It seems that Jah Master realised his mistake and he took to facebook to issue an apology.
Here is the video of the incident :
Here is the full Apology :
" Makadii Ruzhinji Rwe Zimbabwe . Ndinonyara kuuya pano mangwanani ano nekuti ndakaita zvinonyadzisa ndakaita zvisingatarisirwe kubva chero kunani zvake. Zvandakaita Hazvina kana justification asi ndati ndiuye pano ndichikumbira ruregerero.
Ndiregerereiwo nezvandakaita zvinonyadzisa ndinoda kuuya pano ndichivimbisa kuti hazvife zvakaitika. Naizvozvo nhasi ndiri kunotsvaga mkomana uyu and make sure medical checks are done kuti paonekwe kana asina kukuvara and also all proceeds from the show will go to him as compensation. Takataura naye after show and I Apologised for my behavior handiziye ndakapindwa nei.
Ndiregereiwo mundipewo zuva rimwe kana maviri ekugadzirisa mhosva yangu iyi.
Ndinotenda vese Vari kunditsiura uyezve vese Vari kuisa ma message mu inbox ikodzero yenyu nekuti Zvandakaita izvi zvinhu zvisingatarisirwe uye Hazvina hunhu.
Ndichazodzoka pano ne update kuti inenge yava papi nyaya iyi.
Muve nezuva rakanaka. "
We hope he has learnt from his mistake and will never make the same mistake again.
Comments
Post a Comment